1 Samueri 17:34 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi Dhavhidhi akati kuna Sauro, “Muranda wenyu akanga achifudza makwai ababa vake. Shumba kana bere zvaiti zvikauya, zvikatakura hwai kubva paboka ramakwai,

1 Samueri 17

1 Samueri 17:28-37