1 Samueri 17:32 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Dhavhidhi akati kuna Sauro, “Ngaparege kuva nomunhu anoora mwoyo nokuda kwomuFiristia uyu; muranda wenyu achaenda kundorwa naye.”

1 Samueri 17

1 Samueri 17:29-33