1 Samueri 15:13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Samueri akati asvika kwaari, Sauro akati, “Jehovha ngaakuropafadzei! Ndakaita zvandakarayirwa naJehovha.”

1 Samueri 15

1 Samueri 15:4-14