1 Samueri 15:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Samueri akamuka mangwanani-ngwanani akaenda kuti andosangana naSauro, asi akaudzwa kuti, “Sauro aenda kuKarimeri. Ikoko azvivakira shongwe yokuzviremekedza, abvako akadzika kuGirigari.”

1 Samueri 15

1 Samueri 15:4-13