1 Samueri 15:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi Samueri akati, “Ko, zvino kuchema uku kwamakwai munzeve dzangu ndokwei? Kukuma kwemombe kwandinonzwa uku chiiko?”

1 Samueri 15

1 Samueri 15:7-15