1 Samueri 15:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Samueri akati kuna Sauro, “Ndini ndakatumwa naJehovha kuti ndizokuzodza kuti uve mambo pamusoro pavanhu vake ivo vaIsraeri; saka teerera zvino kushoko rinobva kuna Jehovha.

1 Samueri 15

1 Samueri 15:1-11