1 Samueri 15:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvanzi naJehovha Wamasimba Ose, ‘Ndicharanga vaAmareki nokuda kwezvavakaita kuvaIsraeri pavakavadzivirira panzira panguva yavakabuda kubva kuIjipiti.

1 Samueri 15

1 Samueri 15:1-7