1 Samueri 14:52 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Pamazuva ose aSauro pakanga pane hondo huru kwazvo navaFiristia, uye Sauro aiti kana akaona munhu ane simba uye akashinga, aimutora omuita murwi wake.

1 Samueri 14

1 Samueri 14:47-52