1 Samueri 14:40 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo Sauro akati kuvaIsraeri vose, “Imi mirai uko; ini naJonatani mwanakomana wangu tichamira kuno uku.” Vanhu vakapindura vakati, “Itai zvamunoona kuti zvakanakisisa kwamuri.”

1 Samueri 14

1 Samueri 14:33-46