1 Samueri 14:39 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvirokwazvo naJehovha, iye akanunura upenyu hwavaIsraeri, kunyange dai ari Jonatani mwanakomana wangu, anofanira kufa.” Asi hapana kana mumwe wavarume akataura shoko.

1 Samueri 14

1 Samueri 14:33-44