1 Samueri 14:41 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo Sauro akanyengetera kuna Jehovha, Mwari waIsraeri akati, “Ndipeiwo mhinduro yakarurama.” Ipapo Jonatani naSauro vakabatwa nomujenya, vanhu vakawanikwa vasina mhosva.

1 Samueri 14

1 Samueri 14:39-46