1 Samueri 13:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Varume veIsraeri vakati vaona kuti zvinhu zvaipa uye kuti hondo yavo yakanga yamanikidzwa zvikuru, vakavanda mumapako nomumatenhere, pakati pamatombo, nomumakomba nomumigodhi yemvura.

1 Samueri 13

1 Samueri 13:3-8