1 Samueri 13:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

VaFiristia vakaungana kuti varwise Israeri, vane zviuru zvitatu zvengoro, nezviuru zvitatu zvavachairi vengoro, navarwi vakawanda sejecha remhenderekedzo dzegungwa. Vakaenda vakandodzika misasa paMikimashi, kumabvazuva kweBhetiavheni.

1 Samueri 13

1 Samueri 13:1-12