1 Samueri 13:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Uye Israeri yose yakanzwa nhau idzi dzokuti, “Sauro arwisa boka ravaFiristia, Israeri yava chinhu chinonyangadza pamberi pavaFiristia.” Zvino vanhu vakadanwa kuti vandobatana pamwe chete naSauro paGirigari.

1 Samueri 13

1 Samueri 13:1-12