1 Samueri 13:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Jonatani akarwisa boka ravarwi vavaFiristia vakanga vari paGebha, vaFiristia vakazvinzwa. Uye Sauro akaridza hwamanda munyika yose akati, “VaHebheru, inzwai!”

1 Samueri 13

1 Samueri 13:1-7