1 Samueri 13:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vamwe vaHebheru vakatoyambuka Jorodhani vakaenda kunyika yeGadhi neGireadhi. Sauro akasara paGireadhi uye varwi vose vaaiva navo vakadedera nokutya.

1 Samueri 13

1 Samueri 13:3-17