1 Samueri 12:19 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vanhu vose vakati kuna Samueri, “Nyengetererai varanda venyu kuna Jehovha Mwari wenyu kuti tirege kufa, nokuti pamusoro pezvimwe zvivi zvedu takawedzera chivi chokukumbira mambo.”

1 Samueri 12

1 Samueri 12:18-25