1 Samueri 12:20 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Samueri akapindura achiti, “Musatya. Makaita zvose zvakaipa izvi; asi musatsauka kubva kuna Jehovha, asi shumirai Jehovha nomwoyo wenyu wose.

1 Samueri 12

1 Samueri 12:17-24