1 Samueri 12:18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo Samueri akadana kuna Jehovha uye, nomusi iwoyo, Jehovha akatuma kutinhira nemvura, nokudaro vanhu vose vakamira vakatya Jehovha naSamueri.

1 Samueri 12

1 Samueri 12:16-19