1 Samueri 12:17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Haisi nguva yokukohwa gorosi here ino? Ndichadana kuna Jehovha kuti atume kutinhira nemvura. Uye muchaona kuti chinhu chakashata sei chamakaita pamberi paJehovha pamakakumbira kuti mupiwe mambo.”

1 Samueri 12

1 Samueri 12:9-25