1 Samueri 10:25 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Samueri akatsanangurira vanhu mitemo youmambo uhu. Akainyora pasi mubhuku akariisa pamberi paJehovha. Ipapo Samueri akaudza vanhu kuti vaende mumwe nomumwe kumba kwake.

1 Samueri 10

1 Samueri 10:15-27