1 Samueri 10:26 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Sauro akaendawo kumba kwake kuGibhea, achiperekedzwa navarume voumhare vane mweya yakanga yabatwa naMwari.

1 Samueri 10

1 Samueri 10:16-27