1 Samueri 10:24 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Samueri akati kuvanhu vose, “Muri kumuona here munhu asarudzwa naJehovha? Hapana mumwe munhu akaita saye pakati pavanhu vose.”Ipapo vanhu vakadanidzira vachiti, “Mambo ngaararame nokusingaperi!”

1 Samueri 10

1 Samueri 10:23-27