1 Samueri 10:23 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vakamhanya vakamuburitsa, uye paakamira pakati pavanhu, akanga akareba kupfuura vamwe vose kubva pamafudzi kusvika kumusoro.

1 Samueri 10

1 Samueri 10:13-25