1 Samueri 1:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Murume wake Erikana aibva ati kwaari, “Hana, uri kuchemei? Sei usingadyi? Wakasuwa neiko? Handikoshi here kwauri kudarika vanakomana gumi?”

1 Samueri 1

1 Samueri 1:2-11