1 Samueri 1:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Izvi zvakaitika gore negore. Nguva dzose Hana paaienda kuimba yaJehovha, muvengi wake aimudenha kusvikira achema obva atadza kudya.

1 Samueri 1

1 Samueri 1:1-14