1 Samueri 1:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vakati vachangopedza kudya nokunwa muShiro, Hana akasimuka. Zvino Eri muprista akanga akagara pachigaro pamukova wetemberi yaJehovha.

1 Samueri 1

1 Samueri 1:1-12