1 Samueri 1:19 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mangwanani omusi waitevera vakamuka vakanamata pamberi paJehovha vakadzokera kumusha kwavo kuRama. Erikana akasangana naHana mukadzi wake, Jehovha akamurangarira.

1 Samueri 1

1 Samueri 1:13-28