1 Samueri 1:20 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Naizvozvo nokufamba kwenguva, Hana akabata pamuviri akabereka mwana mukomana. Akamutumidza kuti Samueri, achiti, “Nokuti ndakamukumbira kuna Jehovha.”

1 Samueri 1

1 Samueri 1:13-23