1 Samueri 1:18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Akati, “Murandakadzi wenyu ngaawane nyasha pamberi penyu.” Ipapo akaenda hake akandodya, uye uso hwake hahuna kuzoramba hwakasuruvara.

1 Samueri 1

1 Samueri 1:15-24