1 Makoronike 25:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Varume vose ava vaitungamirirwa namadzibaba avo, mukuimba mutemberi yaJehovha, namakandira nemitengeranwa nembira, kuti vaite ushumiri paimba yaMwari. Asafi, Jedhutuni naHemani vaiva pasi pamambo.

1 Makoronike 25

1 Makoronike 25:2-11