1 Makoronike 25:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vose ava vaiva vanakomana vaHemani muoni wamambo. Akavapiwa kubudikidza nezvivimbiso zvaMwari kuti amukudze. Mwari akapa Hemani vanakomana gumi navana, navanasikana vatatu.

1 Makoronike 25

1 Makoronike 25:1-11