1 Makoronike 25:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Pamwe chete nehama dzavo, vose vakadzidzira uye vakava nyanzvi mukuimbira Jehovha, vaisvika mazana maviri amakumi masere ana vasere.

1 Makoronike 25

1 Makoronike 25:1-14