1 Makoronike 24:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vatungamiri vazhinji vakanyanyowanikwa pane zvizvarwa zvaEreazari kupfuura pakati pezvizvarwa zvaItamari uye vakaiswa mumapoka zvakakodzerana: vakuru gumi navatanhatu kubva kuzvizvarwa zvaEreazari uye vakuru vasere kubva kuzvizvarwa zvaItamari.

1 Makoronike 24

1 Makoronike 24:2-12