1 Makoronike 24:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Achibatsirwa naZadhoki chizvarwa chaEreazari naAhimereki chizvarwa chaItamari, Dhavhidhi akavapatsanura akavaisa mumapoka kuti vaite basa ravo roushumiri ravakanga varayirwa.

1 Makoronike 24

1 Makoronike 24:1-12