1 Makoronike 24:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi Nadhabhi naAbhihu vakafa baba vavo vasati vafa, uye vakanga vasina vanakomana; saka Ereazari naItamari vakashumira savaprista.

1 Makoronike 24

1 Makoronike 24:1-3