1 Makoronike 24:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vakavaisa mumapoka zvakakodzerana, nokukanda mijenya nokuti paiva navabati venzvimbo tsvene navabati vaMwari pakati pezvizvarwa zvaEreazari nezvizvarwa zvaItamari.

1 Makoronike 24

1 Makoronike 24:1-13