1 Makoronike 23:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Uye vanakomana vaShimei vaiva: Jahati, Ziza, Jeushi naBheria. Ava ndivo vaiva vanakomana vaShimei, vana pamwe chete.

1 Makoronike 23

1 Makoronike 23:8-19