1 Makoronike 23:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vanakomana vaShimei vaiva: Sheromoti, Hazieri naHarani, vatatu pamwe chete. Ava ndivo vaiva vakuru vemhuri dzaRadhani.

1 Makoronike 23

1 Makoronike 23:1-13