1 Makoronike 23:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Jahati aiva wokutanga, Ziza ari wechipiri, asi Jeushi naBheria vakanga vasina vanakomana vakawanda; saka vakaverengwa semhuri imwe chete ine basa rimwe chete.

1 Makoronike 23

1 Makoronike 23:10-13