1 Makoronike 22:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Akapa simbi dzakawanda kwazvo kuti dzigoshandiswa kugadzirisa zvipikiri zvamagonhi apamasuo nezvikorekedzo uye ndarira yakawanda kupfuura yaigona kuiswa pachikero.

1 Makoronike 22

1 Makoronike 22:1-5