1 Makoronike 22:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Akapawo zvakare matanda emisidhari akawanda kupfuura aigona kuverengwa, nokuti vaSidhoni nevaTire vakanga vavigira Dhavhidhi matanda akawanda.

1 Makoronike 22

1 Makoronike 22:2-12