1 Makoronike 22:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Saka Dhavhidhi akarayira kuti vatorwa vose vaigara muIsraeri vaungane pamwe chete, uye kubva mukati mavo akasarudza vacheki vamatombo kuti vagadzire matombo akavezwa zvakanaka okuvakisa imba yaMwari.

1 Makoronike 22

1 Makoronike 22:1-4