1 Madzimambo 3:22 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi mukadzi mumwe uya akati, “Kwete, mwanakomana mupenyu ndowangu, mwanakomana akafa ndowako.”Asi wokutanga akaramba akati, “Kwete, akafa ndowako; mupenyu ndiye wangu.” Naizvozvo vakaitirana nharo pamberi pamambo.

1 Madzimambo 3

1 Madzimambo 3:13-28