1 Madzimambo 3:21 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Pandakamuka mangwanani kuti ndiyamwise mwanakomana wangu ndakaona kuti akanga afa; asi pandakazotarisisa mangwanani, ndakaona zviri pachena kuti haasiriye mwanakomana wandakanga ndapona.”

1 Madzimambo 3

1 Madzimambo 3:11-27