1 Madzimambo 3:20 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Saka akamuka pakati pousiku akatora mwanakomana wangu kubva parutivi pangu, ini muranda wenyu ndivete. Akamuisa pachipfuva chake akaisa mwanakomana wake akafa pachipfuva changu.

1 Madzimambo 3

1 Madzimambo 3:15-22