1 Madzimambo 3:23 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo mambo akati, “Mumwe anoti, ‘Mwanakomana wangu ndiye mupenyu, uye mwanakomana wako ndiye akafa,’ mumwewo achiti, ‘Kwete! Mwanakomana wako ndiye akafa, uye mwanakomana wangu ndiye mupenyu.’ ”

1 Madzimambo 3

1 Madzimambo 3:17-28