1 Madzimambo 3:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

ndichaita zvawakumbira. Ndichakupa mwoyo wakachenjera unonzwisisa, zvokuti hakuna kumbova nomumwe akafanana newe uye hakuchazova nomumwe akafanana newe mushure mako.

1 Madzimambo 3

1 Madzimambo 3:8-13