1 Madzimambo 3:13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Pamusoro pezvo, ndichakupawo zvausina kukumbira, zvose upfumi nokukudzwa, zvokuti muupenyu hwako hapana mumwe anozoenzana newe pakati pamadzimambo.

1 Madzimambo 3

1 Madzimambo 3:3-22