1 Madzimambo 3:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Naizvozvo Jehovha akati kwaari, “Sezvo wakumbira chinhu ichi ukasazvikumbirira upenyu hurefu kana upfumi, ukasakumbira kuti vavengi vako vaurayiwe, asi wakumbira kunzwisisa pakutonga zvakarurama,

1 Madzimambo 3

1 Madzimambo 3:5-20